Wq/sn/Ishe Jesu

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Ishe Jesu

Ishe Jesu (kana Yesu, Yeso, Jeso kana futi Yeshua, Jeshua; Yehoshua; Yoshua; Joshua)

Testamende Ritsva[edit | edit source]

Vhangeri ra Mateo[edit | edit source]

  • “Ngazvive saizvozvo iye zvino; zvakafanira kuti tiite izvi kuti tizadzise kururama kwose.”
  • “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararame nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobva mumuromo waMwari.’ ”
    • Mateo 4:4 (BDSC) achitaura kuna Satani, achireva zvakanyorwa muna Kutsinhiriramutemo (Dhuteronomio) 8:3
  • “Kwakanyorwazve kuchinzi, ‘Usaedza Ishe Mwari wako.’ ”
    • Mateo 4:7 (BDSC) achitaura kuna Satani , achireva zvakanyora muna Kutsinhiriramutemo 6:16