Wq/sn/Florence Mudzingwa

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Florence Mudzingwa

Florence Mudzingwa musambazi wezvechidhijitari, kochi hwe vupenyu, uye muvambi we Hope Resurrect Trust, bwaro rinedonzvo rokusimbisa vanhukadzi vakaremara kuti vakwanise kuzvimirire kuti kawanise kuzvipa vupenyu hwakanaka.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

Pane zvidzidzo zvandakadzidza munguva dzangu dzekuvandoga. Ndakadzidza kuti pasirose harina chikwereti neni, asi ini ndinofanhira kusarudza mapinduriro andinoita zvitambudzo zve hupenyu. Ndakapuhwa mukana wokunzwisisa kuti handikwanisi kushandura zvimwe zviitiko, asi ndinokwanisa kugadzirisa magashiriro andinoita zviitiko zvachona. Kunyangwe zvangu ndakaremara, zvitambudzo zvangu hazvina kusiyana nezvinopinda vamwe vose zvakatoringana.

  • Love Life: The art of living your dream

Vanokwanisa kuzviona mandiri. Vanoti 'kana iye arikushanda, tinokwanisa wo kushanda.' Iyi hayisi nguva yekuzvishora, kuvamunhukadzi uye kuarara ne chirema hazvifanhiri kuva chariti.

Zvikochekero zvekunze[edit | edit source]