Wq/sn/Chido Govera

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Chido Govera

Chido Govera (akazvarwa muna 1986) murimi, mukambena, uye mudzidzisi wekuZimbabwe. Muvambi we The Future of Hope Foundation, anokurudzira kurimwa kwe howa sechikafu uye senzira yekuwana mari muzvisi zve pasirose zvinezhara.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

“Vanhu havaone zvavanazvo, vari mushishi kutarisa zvavasina uye vachinetsekana kuti vosvika sei ikoko, asi kana votanga nekukoshesa zvavanazvo, hupenyu hwavo hunobva hwasiyana uye hupenyu hwavo huchasiyana. chinangwa muhupenyu chinenge chisiri chekuronga zvavasina uye kuzvishandisa kuzvitsanangura ivo pavanenge vadzidza kuzvitsanangura nezvavanazvo. "

  • [1] (3 Zvita 2012)