Wq/sn/Charles Mudede

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Charles Mudede

Charles Tonderai Mudede (akazvarwa Kukadzi 8, 1969) munyori, mugadziri wemafirimu, uye mutsoporodzi wetsika dzebapiroreruboshwe wechiZimbabwe.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

"The Animal in You" (2006)[edit | edit source]

"The Animal in You", The Stranger (Kukadzi 23, 2006)

  • Mimwe mitemo inobva kuna Mwari. Pane kutinhira, utsi hunopera, uye hezvo izvo, Mirairo pahwendefa reibwe. Mitemo mizhinjisa, kunyanguvezvo, haina mavambo ayo muna Mwari asi mumunhu, uko kuri mhaka yomutemo uchakurumidza kurambidza kuvatana nemhuka muHurumende yeWashington.
  • Hurumende yaida kuranga murume uyu nekuda kwekurova bhiza asi nekuda kwekuti pakanga pasina mutemo waipikisa panguva yakaitika kubirwa kwebhiza, nyika yaigona kungomupomera mhosva inofinha sekutyaira akadhakwa, kupa doro kuvana vadiki, kuyedza kwakakundikana shandura zano.