Wq/sn/Beatrice Mtetwa

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Beatrice Mtetwa

Beatrice Mtetwa muzvarwa wekuEswatini (Vuswazi) uye ave gweta rine vusanyika hwekuZimbabwe anozivikanwa zvechidhidhizha nekudzivirira rusununguko rwe majonaristi ne vatauri venhau. Mtetwa na Tawanda Nyambirai vakavamba Mtetwa & Nyambirai Legal Practitioners muna2006 uye yakazvisimbisa mumakumi emakore apfuvura serimwe kambani reugweta repamberi. Muna 2005, avahwinha Mubayiro we International Press Freedom we Komiti yekuDzivirira Majonaristi. Kadama kemubayiro kaiti "munyika munoshandisa mutemo sechombo chekurwisa majonaristi akazvimirira, Mtetwa akadzivirira rusununguko rwe majonaristi ne varevivenhau, zvose achizviisa munzira yenjodzi huru".

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

"Ini handisi mumiriri nekuti kune mbiri kana mari kwairi kwete nekuti ndiri kuedza kupikisa hurumende ... ndiri kuzviita nekuti ibasa rinofanira kuitwa."

"Ini, kunyange ndichiri mudiki, ndagara ndiri mutendi akasimba mukururamisira uye ndinogara ndichiedza kuva anopihwa mukubata kwangu nemunhu wese."