Jump to content

Wy/sn/Afurika Chamhembe

From Wikimedia Incubator
< Wy | sn
Wy > sn > Afurika Chamhembe

Afurika Chamhembe inyika yakanaka kwazvo yakapfuma netsika, zvimero ne nhoroondo. Inowanikwa kuchamhembeni kweAfurika uye inyika ikuru inemataranyika akasiyana, mitauro yechihofisi miguminembiri, uye inehuwandu hwevanhu hwakasiyana-siyana izvi zvinokonzera kuti inzivikanwe se "Dhidhizha reMurarabungu".

Zvisi

[edit | edit source]

Afurika Chamhembe yakapatsanurwa kuva nematunhu mapfumbamwe:

  • Gauteng: Ine Pretoria, ndiro gutaguru rechatemaund renyika, uye Jobheki, iriyo chigadzikwa cherudunhu rwehurumende uye chikoshe cheushanyi chenyika ye Afurika Chamhembe.
  • Western Cape (sn. Kepi ye Madokero., sne: Westeni Kepi): Inosanganisa Cape Town; Winelands iri pedyo neStellenbosch; Whale Coast sezvienderera neOverberg; Agulhas, nhesva yekuruchamhembeni cheAfurika kunobatana Makungwa eAtlandiki ne Indiya; uye Chisi cheCape Floral. Garden Route, nzvimbo yekuenda inozivikanwa kakuru inoenderera neGombe reChamhembe kubva kuBhayi reMossel kuGqeberha/Port Elizabeth (Kepi yeMabvazuva) uye ichisanganisa majarati anenge Knysna, asi richisanganisa gutaguru remhou Oudtshoorn inechikanganiso che-50 km.
  • Free State (sn. Muvuso weRusununguko., sne. Furii Steti) Judicial capital Bloemfontein which also hosts the Supreme Court of Appeal, the highest court in non-constitutional matters (the Constitutional Court riri muJobheki kubva muna1994). The world heritage site Vredefort Dome, remnants of the largest and oldest meteorite impact crater.
  • KwaZulu-Natal (sn.KwaZulu Netare): Durban, ndiro guta rikurusa remudunhu uye rechitatu pakukura munyika yeAfurika Chamhembe, is a popular coastal holiday destination ye Vaafurika-chamhembe. The Drakensberg mountain range (highest peak Mont-Aux-Sources: 3282 m) which borders Vusutu is a good place to hike. The Tugela Falls (947 m) located in the Rimuka reDhidhizha reRoyal Natal are the world's second highest waterfall.

Nhawara

[edit | edit source]
  • 1 Zvitsuwa zvePrince Edward, zvinozivikanwa zvinjee seChitsuwa chaMarioni (rikurusa pakati padzo dziviri) - zvituswa zvidoko ari muGungwa reRuandakitika-nyasi India. Mbindo yayo yakadzivirwa nechisaka cheutariri werutsvagurudzo ne ruchengetedzo.

Maguta

[edit | edit source]

[ne Big Hole]

  • 1 Pretoria – the administrative capital of the country. Home to numerous embassies as well as three universities.
  • 2 Cape Town – the legislative capital and seat of Parliament. A world-class city named for its proximity to the Cape of Good Hope. Also within a stone's throw of South Africa's winelands. One of the most beautiful cities in the world, nestled between the sea and Table Mountain, it is a popular summer destination by domestic tourists and those from abroad. The heart of the Cape Coloured and Cape Malay communities.
  • 3 Bloemfontein – the judicial capital, home to the Supreme Court of Appeal, the highest court in non-constitutional matters.
  • 4 Durban – largest city in KwaZulu-Natal, third largest in South Africa, the heart of South Africa's Indian community, and a popular coastal holiday destination for South Africans.
  • 5 Jobheki– the economic heart of South Africa and the most common entry point into Southern Africa.
  • 6 Kimberley – capital of the Northern Cape Province. Famous for its diamonds and the "Big Hole".
  • 7 Polokwane (yaimbonzi Pietersburg) – capital of Limpopo and a good jump off point for visits to the northern parts of the Kruger National Park and Zimbabwe.
  • 8 Gqeberha (kana Port Elizabeth) – coastal city in the Eastern Cape ne Port of Ngqura (a deepwater harbour) ne Rimuka reDhidhizha reAddo Elephant located close by.
  • 9 Upington – located in the arid dunhu reNorthern Cape, this city is a good base when exploring the gwenga reKalahari uye marimuka edhidhizha akagadzikwa muNorthern Cape.