Wt/sn/wabiyenyu
Appearance
Bizo
[edit | edit source]wabiyenyu (uwandu mabiyenyu, abiyenyu, vabiyenyu)
- uwandu hwekuti mubiyenyu, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; wamwewenyu.