Wt/sn/iyaiya
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Chisazitachekurakidza
[edit | edit source]iyaiya (kana iyeiye; dziyadziya mamwemazwi: chiyachiya, chiyechiye)
- rinoshandiswa panenge pachinongedzerwa kana kurakidzwa chakaitika kumashure kwenguva; kunongesera munhu kuchinhu chakanganwa kana chekudhara.