Wt/sn/bwirazuva
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Bizo
[edit | edit source]bwirazuva (mamwemanyorerwo bgirazuva)
- Zvinoreva mutsara kana chinzira chemufambo wechiedza chezuva, unovonekwa paye panoti huruva, guti, kana munyoro wopatsanudza chiedzacho. Kunguva dzemangwanai kana madekwa, anoratidzika akagonyoka, akapfava uye akaita karundarama zvichipesana nemasikati kwaanenge akanangika, akasimba uye akajeka.
- Nekumwe kutaura zvinonzi maranzi kuChishona chamazuvaose uye kuChimanyika vanoti museve wezuva, uye rimwe zita nderokuti muzhwari.