Jump to content

Wt/sn/bwibwinya

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > bwibwinya

Chishona

[edit | edit source]

bwibwinya

  1. mabudikiro echiedza pachiro; kupenyereka.

-bwibwinya

  1. kureva kupenya, kubudikira kwechiedza kwakajeka; nekumwe kutaura zvinonzi kuhwihwinya.