Wt/sn/Sudhani
Appearance
chiShona
[edit | edit source]Bizokwaro
[edit | edit source]Sudhani
- Inyika irikumaodzanyembaemabvazuva eAfurika, yakaganhurana neIjipita kumaodzanyemba ayo, uye ne Bhahari Dzvuku kumabvazuva. Pachihofisi inonzi Rudhende rwe Sudhani, gutaguru rayo ndi Kharitoume, uye mutauro wayo wechihofisi iChingezi ne Chiarabhu. Vanhu veko vanonzi Musudhani paushoma, uye Vasudhani pauwandu.
- Yaimbove nyika ikurusa muAfurika yose mushure kwekupatsanuka kweSudhani Chamhembe muna2011. Sudhani inenhoroondo yakadzamika, ichisanganisa maumambo eNubhiya, kupokana ne hondo dzechikaya dzayakapindana nadzo.
- Zita rekuti "Sudhani" rinobva kuchiArabhu pakuti 'Bilād al-Sūdān', kureva "Vutema" kana "Ivhu raVatema"