Wq/sn/Peji Rekutanga

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Peji Rekutanga
Rugashiro! Tikutambirei ku Wikidzupuramanzwi!
Parizvino tine mazanhi 44 paWikidzupuramanzwi redu re Chishona.

Kana uri munhu anotaura Chishona nokuzvarwa kana nokufunda, uine ruzivo rwakadzama tinokukokai kuti uvuye utibetsere kuvaka tsoka dze Chishona padanhautande (indaneti).

Tatenda.




Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mimwe mwishumo (mapurojekti) yakadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wikiduramazwi
Duramazwi.
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikivambo (Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinhau
Nhau dze mahara.


Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe:
Chiamhari · Chibhambara · Chibhunu · Chichewa · Chidagbani · Chiewe · Chifante · Chifulani · Chiganda · Chihausa · Chiigbho · Chikabiye · Chikongo · Chikũyũ · Chimalagasi · Chingala · Chinko · Chinyarwanda · Chioromo · Chirundi · Chisangho · Chisomari · Chisotho · Chisutu · Chiswahiri · Chiswati · Chitigire · Chitsonga · Chitswana · Chitumbuka · Chitwi · Chivhenda · Chiworofu · Chixhosa · Chiyorubha · Chizulu
(Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya)