Jump to content

Wq/sn/N'wadhi ra Chiperengo

From Wikimedia Incubator
< Wq | sn
Wq > sn > N'wadhi ra Chiperengo

N'wadhi ra Chiperengo (kana Bhuku ra Numeri) ndiro n'wadhi rechitatu muBhaibheri reChikristu.

Zvidzupuramanzwi

[edit | edit source]

Chitsauko Chemakumimaviri-nenhatu

[edit | edit source]
  • Wakabva wataura dama rake.
    "Sumuka, Bharaki, uye teverera;
    ndinzwe, mukororo waZipora.
    • Chiperengo 23:18
  • Mwari havasi munhu, kuti vareve nhema,
    havasi munhu, kuti vashanduke pfungwa.
    Vanotaura vasingazoite here?
    • Chiperengo 23:19
  • Ndagachidzwa murairo wokukomborera;
    vakukomborera, uye handingakwanisi kuzvishandura.
    • Chiperengo 23:20
  • "Hapana munyama unovonekwa munaJakove,
    hapana nhamo inoongororwa munaIsiraeri.
    Ishe Mwari wavo anavo;
    kushaura kwa Mambo kuripakati pavo."
    • Chiperengo 23:21
  • "Mwari vakawunza kubbva muIjipita;
    vanenguzvu renzombe yomusango.<Hapana upipi huripamusoro paJakove,
    hapana huipi huripamusoro paIsiraeri
    Zvichataurwa muzvino pamusaka paJakove ne Isiraeri yose
    'Honai zvaitwa naMwari!'
    • Chiperengo 23:22-23
  • Vanhuvoye vosimuka seshumbakadzi;
    vozvimutsa sekunge shumba
    isinga zorore kusvika yamonsa chavhimwa chayo
    uye yon'wa ropa renyakhukuvadzwa."
    • Chiperengo 23:24