Wp/kck/Whunda
Whunda inyunyi dzipasi kwegubungano linoyi Strigiformes, linamihlobo yenyunyi inopinda 200 , kulinyunyi dzinonda dzoga, dzinodla dzimwe,dzakabumbiwa dzikabe ndembili whovu, dzobona kwazo, dzowha kwazo, dzinamazipho akapiza, ndemabhapiro anabukuse buhhoma kuti dziphephuke lula.

Whunda dzovima mhuka dzinhukunhunhu, zwikokonhonho ndedzimwe nyunyi, koga dziyapo dzimwe zihhomanana dzinovima whobe. Whunda dzowangwa kumitunhu yose yehango dzose pahhe ndeku phola ndeyimwe mitunhu inotonhola kwazo.
Whunda dzakapalalanyiwa dzikabe mihha mibili; whunda dzen' ha welebeswa, Strigidae, ndewhunda dzen' ha weminda , Tytonidae
Gubungano lewhunda loyi phalamente